Jah Prayzah - Dzamutsana
4:41
Jah Prayzah - Dzamutsana
Dzamutsana is Jah Prayzah's latest video from a song off Chitubu album. This video is a traditional set up and was shot in the rural areas of Binga, which is a district set up in Zimbabwe. Song was produced by: Dj Tamuka ([email protected]) Video shot and edited by: Blaqs Videos ([email protected]) For Jah Prayzah bookings, contact ...
YouTubeJah Prayzah已浏览 1456.8万 次2018年11月3日
歌词
Ahh ahh ahh, ahh ahh ahh, ahh ahh ahh, ahh ahh ahh ahh
Kubvira kare ndichikuda
Asi baba wako vakandi zonda
(Ndandichiringa)
Zvakangodaro ndai gogodza (ndandichiringa)
Dakara mai vangu vazobvunza (ndandichiringa)
Ha, ndairinga nyangwe pose pawaitsika (ndandichiringa)
Nyeredzi nyamatsatse zvayadzika (ndandichiringa)
Dzaimira kufunga, njere kurasika (ndandichiringa)
Dakara mai vangu vazobvunza, (ndandichiringa)
"Unombodei zvaunoonda
Unombonzwei paunomuona
Chingogashira kuti zvakakona
Zvime kuda rimwe zuva uchamuona?"
Dzamutsana mutsanawe tsuro nembwa (dzamutsana mutsana)
Dzirikungotenderera sango reUzumba (dzamutsana mutsana)
Ndizvo zvandakagara ndavaudza (dzamutsana mutsana)
Kuti ndiro ruva randasarudza (dzamutsana mutsana)
Inga ndochirwere chanditambudza (dzamutsana mutsana)
MaNondo veNondowe pururudza (dzamutsana mutsana)
WeNondo Chihombe tanga kudzana (dzamutsana mutsana)
Daira ukandida ndichakurera (dzamutsana mutsana)
Chinondi shungurudza ironda (dzamutsana mutsana)
Kuti moyo wangu dai wazorora (dzamutsana mutsana)
Mitoro yangu yose turuka (dzamutsana mutsana)
Daira, ukandida ndichakurera (dzamutsana mutsana)
Moyo wangu unodisa kuti tose titambe (chitekete)
Gwaro rerudo rinoti ngatifambe (pamwechete)
Zuva ravira uchandiona ndava (muberere)
Tichitamba, tichifamba, tichitsikinya (muzerere)
Moyo wangu unodisa kuti tose titambe (chitekete)
Gwaro rerudo rinoti ngatifambe (pamwechete)
Zuva ravira uchandiona ndava (muberere)
Tichifamba umm ahh
Shaina tiwone (aha ahaa)
Uchiri mhandara (uchiri mhandara)
Wosarudza karokwe, kanoti mbambamba (ayoyoyoyoyo)
Ho shaina tiwone (woramba uchishaina)
Uchiri mhandara (woramba uchishaina)
Wosarudza karokwe, (oh) kanoti mbambamba
(Famba seunonyura) shaina tiwone (ita seunotsenga mvura)
Uchiri mhandara ha ha
Ndanga chiringa ndaswera mujinga (ndandichiringa)
Urimo munzira yemutsime ndichiringa (ndandichiringa)
Pandangokuona kunzwa ropa mutsinga (ndandichiringa)
Pawangonyemwera ndabuda ziya (ndandichiringa)
Ndanga chiringa ndaswera mujinga (ndandichiringa)
Ndanga ndichiringa wakasenga svinga (ndandichiringa)
Uchienda nedhongi kuchigayo ndichiringa (ndandichiringa)
"Unombodei zvaunoonda
Unombonzwei paunomuona
Chingogashira kuti zvakakona
Zvime kuda rimwe zuva uchamuona?"
Dzamutsana mutsanawe tsuro nembwa (dzamutsana mutsana)
Dzirikungotenderera sango reUzumba (dzamutsana mutsana)
Ndizvo zvandakagara ndavaudza (dzamutsana mutsana)
Kuti ndiro ruva randasarudza (dzamutsana mutsana)
Inga ndochirwere chanditambudza (dzamutsana mutsana)
MaNondo weNondowee pururudza (dzamutsana mutsana)
WeNondo Chihombe tanga kudzana (dzamutsana mutsana)
Uchazongovanzwa voudzana udzana (dzamutsana mutsana)
Chinondishungurudza ironda (dzamutsana mutsana)
Kuti moyo wangu dai wazorora (dzamutsana mutsana)
Mitoro yangu yose turuka (dzamutsana mutsana)
Daira ukandida ndichakurera (dzamutsana mutsana)
反馈